factograf
SN

Ruambandanga

Ruambandanga

Ruambandanga (Chirungu: Psychology) kana Unenandanga mashoko ari kushandiswa kuturikira chinonzi hufundo hwezvendanga. Ruambandanga chidzidzo chitarira zvepfungwa uye maitiro evanhu. Chidzidzo ichi chinotsvaka kunzwisisa munhu ari ega, munhu pakati pevamwe uye mapoka evanhu chichishandisa zvirevo zvakatarwa uye mhaka dzakadudzika. Ana chinenandanga vanoedza kunzwisisa mashandiro emurangariro wemunhu uye maitiro ake pakati penzanga yevanhu. Panguva imwe vanenge vachiedza kubatanidza zviri kuitika mumuviri uye tsandura dzeruambamhenyu dzinobata mashandisirwo eruzivo nemaitiro emunhu.

Kupiwa kweZita

  • Chivakashure ruamba chiri kushandiswa kuturikira chivakamberi logy chinowanikwa kuEnglish mumazwi anodudza zvidzidzo zvnoti: biology, geology, physiology etc.
  • Chivakamberi cheEnglish chekuti -logy chinoreva a speaking, discourse, treatise, doctrine, theory, science.
  • Psychologist rinenge roturikirwa kunzi chiambandanga.
  • Psychiatrist rinenge roturikirwa kunzi chiomborandanga. Tarisai chikamu chemitauro yeBantu pachinyorwa chinonzi chihombori.

Mitauro eBantu

  • VaChewa vanoti muyambo (traditional stories and teachings, customs of a people).
  • VaVenda vanoti luambo (n. language) kureva mutauro. Mamwe mazwi: amba (v. talk).

Read next

In 207 languages

snаԥсшәаAfrikaansAlemannischአማርኛaragonésالعربيةالدارجةمصرىঅসমীয়াasturianuazərbaycancaتۆرکجهбашҡортсаžemaitėškaBikol Centralбеларуская (тарашкевіца)беларускаябългарскиभोजपुरीবাংলাབོད་ཡིགbrezhonegbosanskiBatak MandailingбуряадcatalàнохчийнCebuanoکوردیcorsuqırımtatarcačeštinakaszëbscziчӑвашлаCymraegdanskDeutschThuɔŋjäŋZazakiKadazandusunΕλληνικάEnglishEsperantoespañoleestieuskaraestremeñuفارسیsuomivõroNa Vosa VakavitiføroysktfrançaisNordfriiskfurlanFryskGaeilgekriyòl gwiyannenGàidhliggalegoAvañe'ẽગુજરાતીGaelgHausa客家語 / Hak-kâ-ngîHawaiʻiעבריתहिन्दीFiji HindihrvatskiKreyòl ayisyenmagyarհայերենԱրեւմտահայերէնinterlinguaJaku IbanBahasa IndonesiaInterlingueIlokanoIdoíslenskamedžuslovjanskyitaliano日本語Patoisla .lojban.JawaქართულიQaraqalpaqshaTaqbaylitKabɩyɛGĩkũyũқазақшаភាសាខ្មែរಕನ್ನಡYerwa Kanuri한국어کٲشُرkurdîkernowekкыргызчаLatinaLadinoLëtzebuergeschлезгиLingua Franca NovaLimburgsLigureLadinlombardລາວlietuviųlatviešuमगहीमैथिलीMalagasyолык мариймакедонскиമലയാളംмонголဘာသာမန်मराठीBahasa MelayuMaltiMirandésမြန်မာဘာသာمازِرونیNapulitanoNedersaksiesPlattdüütschनेपालीनेपाल भाषाNederlandsnorsk nynorsknorskNovialNouormandoccitanOromooଓଡ଼ିଆиронਪੰਜਾਬੀKapampanganPapiamentuPicardपालिpolskiPiemontèisپنجابیپښتوportuguêsRuna Simiရခိုင်rumantschromânăрусскийрусиньскыйसंस्कृतम्саха тылаᱥᱟᱱᱛᱟᱲᱤsardusicilianuScotsسنڌيsrpskohrvatski / српскохрватскиසිංහලSimple EnglishslovenčinaslovenščinaGagana SamoaSoomaaligashqipсрпски / srpskiSesothoSeelterskSundasvenskaKiswahiliதமிழ்తెలుగుtetunтоҷикӣไทยTagalogtoki ponaTok PisinTürkçeтатарча / tatarçaTwiукраїнськаاردوoʻzbekcha / ўзбекчаvènetovepsän kel’Tiếng ViệtWest-VlamsWinaray吴语მარგალურიייִדישVahcuenghZeêuwsⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ閩南語 / Bân-lâm-gí粵語中文

Text from Wikipedia, CC BY-SA 4.0 · Source article