factograf
SN
Sign in

Nhamba

Nhamba

Numeri (ku Chingezi: number) kana nhamba muchidzidzo che masvomhu nezvimwe zvidzidzo zvizhinji, ivara rinoshandiswa pakuverenga zvinhu richitaridza kuti zvinhu zvingani.

Ndaudzo (odd number, sum over and above an agreed total) apa kureva nhamba dzakadai sedzidzi: 1, 3, 5, 7, 11, 13 zvichingodaro dzisingagoni kugovaniswa nambiri (2).

Ndaudzo (Used in notation of odd numbers - over the complete tens) sokuti 25 inganzi makumi maviri ane ndaudzo shanu.

Mamwe Mazwi

  • Humburira (Underestimation of amount required). Takanonoka kudya nokuti mubiki ane humburira: we were late in eating because the one who cooked under estimated the amount required and had to grind more meal.
  • Hwerengedzo, dutu kana chivunga (Amount).
  • Kuraudza kana kuravudza (to be over and above some complete group) zvinoreva kudarika huwandu hwakatarwa.

Vambo rezita

Izwi rekuti Nhamba rakabva kuChingezi, asi rekuti Numeri rinogona kunge rakaunzwa ne Chiputukezi (mutuaro we Mozambiki ikozvino).

Iro izwi rekuti numeri rinoshandiswa kumirira rimwe nwadhi re bhaibheri 'Numbers'.

Nhamba dzechishona

Tarisai futi peji rekuti Kurava uye Zviperengo Zvehuwandu

zviravwo muchishona
kurava (to count); svomhu (math); numeri (number)

zana (100); chiuru (1,000);

numeri 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10
shona pana

bodzi

shaiwe

potsi

poshi

motsi

piri tatu

nhatu

ina shanu nhanhatu

tanhatu

nomwe sere pfumbamwe

mbamwe

gumi
numeri 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20
shona gumi nerimwe gumi nembiri gumi netatu gemi nemana gumi neshanu gumi nenhanhatu gumi nenomwe gumi nesere gumi nepfumbamwe makumi
100 1,000 10,000 100,000 1,000,000 10,000,000 100,000,000 1,000,000,000 1,000,000,000 10,000,000,000 1,000,000,000,000
zana chiuru

churu

Mazita e manhamba

million - mille-> 'thousand'; one-> 'one'

  • mille = churu; chiuru
  • one = poshi; potsi; motsi (mo-/po-)
  • mille-one => million -> Churu + motsi; poshi; potsi

billion - bi -> 'two'; -llion -> 'million'

  • bi = piri; mbiri
  • llion =
  • bi + million => billion -> piri; mbiri + -?

trillion - tri -> 'three'; -llion -> 'million'

  • tri = tatu; nhatu
  • llion =
  • tri + million-> tatu; nhatu + -?

Mitauro yeAfrika

  • Mang'anja vanoti mpambo (n. an odd number). Shilluk vanoti lau; lawo (adj. far; to be far).
  • VaGiryama neVaTaita vanoti kutala (v. to number, to count). VaGiryama vanoti mutalo (n. a reckoning).
  • VaGiryama vanoti mwero (n. sum-total). VaKongo vanoti lutangu (n. figure, number).
  • VaVenda vanoti mbalo (n. sum, number). VaVenda vanoti divhambalo (n. arithimetic).

Read next

In 199 languages

snAfrikaansAlemannischአማርኛaragonésÆngliscअंगिकाالعربيةܐܪܡܝܐمصرىঅসমীয়াasturianuAtikamekwazərbaycancaتۆرکجهбашҡортсаBoarischžemaitėškaBikol Centralбеларуская (тарашкевіца)беларускаябългарскиभोजपुरीBanjarবাংলাབོད་ཡིགbrezhonegbosanskiбуряадcatalàChavacano de ZamboangaChahta anumpaTsetsêhestâheseکوردیcorsučeštinaсловѣньскъ / ⰔⰎⰑⰂⰡⰐⰠⰔⰍⰟчӑвашлаCymraegdanskdagbanliDeutschडोटेलीΕλληνικάemiliàn e rumagnòlEnglishEsperantoespañoleestieuskaraestremeñuفارسیFulfuldesuomivõroNa Vosa Vakavitiføroysktfɔ̀ngbèfrançaisarpetanNordfriiskFryskGaeilge贛語kriyòl gwiyannenGàidhliggalegoAvañe'ẽwayuunaikiHausaHawaiʻiעבריתहिन्दीFiji HindihrvatskiKreyòl ayisyenmagyarհայերենԱրեւմտահայերէնinterlinguaJaku IbanBahasa IndonesiaIlokanoIdoíslenskaitaliano日本語Patoisla .lojban.JawaქართულიQaraqalpaqshaTaqbaylitKabɩyɛGĩkũyũқазақшаಕನ್ನಡ한국어کٲشُرkurdîkernowekLatinaLëtzebuergeschLingua Franca NovaLugandaLimburgslombardລາວlietuviųlatviešuमगहीमैथिलीMalagasyолык мариймакедонскиമലയാളംмонголमराठीBahasa MelayuMirandésမြန်မာဘာသာمازِرونیNāhuatlPlattdüütschनेपालीनेपाल भाषाNederlandsnorsk nynorsknorskNovialNouormandSesotho sa LeboaDiné bizaadoccitanиронਪੰਜਾਬੀpolskiPiemontèisپنجابیپښتوportuguêsRuna Simiရခိုင်românăarmãneashtitarandíneрусскийрусиньскыйसंस्कृतम्саха тылаsicilianuسنڌيSängösrpskohrvatski / српскохрватскиTaclḥitSimple EnglishslovenčinaslovenščinaSoomaaligashqipсрпски / srpskiSundasvenskaKiswahiliślůnskiதமிழ்ತುಳುతెలుగుтоҷикӣไทยትግርኛTürkmençeTagalogtoki ponaTürkçeXitsongaтатарча / tatarçachiTumbukaудмуртукраїнськаاردوoʻzbekcha / ўзбекчаTshivendavènetovepsän kel’Tiếng ViệtWinaray吴语хальмгisiXhosaმარგალურიייִדישYorùbáⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ文言閩南語 / Bân-lâm-gí粵語中文isiZulu

Text from Wikipedia, CC BY-SA 4.0 · Source article