Ndira 5 musi we chishanu regore paKarenda ya Gregori; Misi/mazuva 360 asara kusvika pakupera kwegore (361 mu makore ekusvetuka).
Zviitiko
Shure kwe ma1600
1477 - Hondo ya Nancy: Charles the Bold anokundwa uye akaurayiwa mukukonana naRené II, Duke we Lorraine; Bhurugundi (Burgundy) inozova chikamu cheFuranzi.
1601 - 1900
1675 - Hondo ye Colmar: Mauto eFuranzi anokunda Bhurandenibhegi (Brandenburg).