factograf
SN

Muzvcazi

Muzvcazi

Muzvcazi (kureva galaxy) kana muzvkazi, mutandira wenyeredzi, zvisarwa zvenganyedzi (stellar remnants), gasi ye nkatinganyedzi (interstellar gas), dutu rechadenga, sebhe nhema, inounganidzwa ne gunganidzo. KuChingezi shoko rokuti galaxias (γαλαξίας) rakabva kuChigiriki kureva pavudi, 'chemukaka', sokutodzera Gwararezhou uyo Mutandira we Mushana wedu.

Zita

Muzvcazi ishoko rinowanikwa muChingova mutauronyina weChikaranga kwarinoshandiswa kureva Gwararezhou. Parizvino ishoko ririkushandiswa kureva ghalakasi muChishona chamazuva ose, kuitira kudzikisa kuzara kweChishongrish nokufa kwemashoko eChivanhu ekare uye nokuitira kuzivisa vanhu mitauro uye mitauronyina ye Chivanhu.

Ruzivo:

  • nganyedzi - kureva stellar, Chingezi chakatora kubva kuChiratini, asi Chishona chirikutora kubva kuChinguni pashoko rokuti nkanyezi rinoreva kuti nyeredzi.
  • sebhe nhema, sebhe dema, sebhe dzvipu - zvose kungoreva dark matter

Read next

In 185 languages

snаԥсшәаAfrikaansAlemannischአማርኛaragonésअंगिकाالعربيةالدارجةمصرىঅসমীয়াasturianuаварazərbaycancaتۆرکجهбашҡортсаBoarischžemaitėškaBikol Centralбеларуская (тарашкевіца)беларускаяBetawiбългарскиभोजपुरीবাংলাབོད་ཡིགbrezhonegbosanskiBatak MandailingбуряадcatalàнохчийнCebuanoᏣᎳᎩکوردیčeštinaчӑвашлаCymraegdanskDeutschZazakiΕλληνικάemiliàn e rumagnòlEnglishEsperantoespañoleestieuskaraestremeñuفارسیsuomivõroNa Vosa VakavitiføroysktfrançaisNordfriiskfurlanFryskGaeilgekriyòl gwiyannenGàidhliggalegoAvañe'ẽGaelg客家語 / Hak-kâ-ngîעבריתहिन्दीFiji HindihrvatskiKreyòl ayisyenmagyarհայերենinterlinguaBahasa IndonesiaInterlingueIgboIlokanoIdoíslenskamedžuslovjanskyitaliano日本語Patoisla .lojban.JawaქართულიQaraqalpaqshaTaqbaylitKabɩyɛқазақшаಕನ್ನಡ한국어къарачай-малкъарکٲشُرkurdîkernowekкыргызчаLatinaLëtzebuergeschлезгиLingua Franca NovaLimburgsLadinlombardlietuviųlatviešuмокшеньMalagasyMinangkabauмакедонскиമലയാളംмонголमराठीBahasa MelayuMirandésမြန်မာဘာသာمازِرونیNāhuatlPlattdüütschनेपालीनेपाल भाषाNederlandsnorsk nynorsknorskNovialoccitanOromooଓଡ଼ିଆਪੰਜਾਬੀKapampanganPicardpolskiPiemontèisپنجابیپښتوportuguêsRuna Simirumantschromani čhibromânăрусскийрусиньскыйसंस्कृतम्саха тылаsicilianuسنڌيsrpskohrvatski / српскохрватскиTaclḥitසිංහලSimple Englishslovenčinaslovenščinashqipсрпски / srpskiSundasvenskaKiswahiliதமிழ்తెలుగుтоҷикӣไทยTürkmençeTagalogtoki ponaTürkçeтатарча / tatarçachiTumbukaтыва дылудмуртукраїнськаاردوoʻzbekcha / ўзбекчаvènetovepsän kel’Tiếng ViệtWinaray吴语მარგალურიייִדישⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ文言閩南語 / Bân-lâm-gí粵語中文isiZulu

Text from Wikipedia, CC BY-SA 4.0 · Source article