factograf
SN

Gungwa

Gungwa
Magungwa e pasirose
Magungwa e pasirose

Tarisai futi Magungwa e pasirose

Gungwa (Chirungu: ocean) muchidzidzo taranyika izwi rinoreva nzvimbo dzakakurisa dzinochengeta mitumbi yemvura yakawanda samare, iyi mvura iri mugungwa inowanikwa iine munyu zvokuti hainwike. Magungwa makuru anosanganisira Gungwa reIndiya, Gungwa rePasifiki, ne Gungwa reAtirandiki, Gungwa rekuChamhembe ne Gungwa reAkitiki.

Kana uso hwePasirose hwapimwa panoonekwa kuti chikamu che 71 pazana (71%) chakafukidzwa nemvura yegungwa.

Mamwe mashoko

  • Chikuva cheGungwa (seabed) - mazwi aya ari kuumbwa pachinyorwa chino kududza pavhu riri pasi pegungwa. Iro izwi rokuti guva (floor, dusty sitting place) rinoreva pasi patinotsika kana kugara.
  • Menderekedzo, mhendero gombe kana mahombekombe (shore) zvinoreva chikamu chenyika chiri pedyo uye chakabatana negungwa, rwizi kana nyanza.
  • Chipforo chegungwa (Seashore, coast) (Genesis 49:13 Bhaibheri reChindau)
  • Muchenga (Sand, Beach) iri izwi rinoreva jecha kuChichewa asi pano riri kushandiswa kuturikira beach. Izwi rokuti rushesha rinoreva jecha, asi pano riri kushandiswa kuturikira chinonzi beach kuChirungu nokuti beach rinotaurwa pane jecha. Pahombekombe pasina jecha, hapana beach.
  • Guva reGungwa (Sea floor) iri izwi riri kushandiswa kuturikira pavhu pasi pegungwa.
  • Yesu vakatsiura bhahari rikadzikama pakare pakare - Jesus rebuked the sea and it became calm right away.
  • Bhahari (sea) raive shoko rekudhara raishandiswa kumirira rinonzi 'sea' muChirungu.
  • Ruandhle (sea, ocean, marine) ishoko reChindau rinomirira zvose kuti bhahari uye gungwa, asi richange richishandiswazve kumirira chinonzi marini kuChishongrish kutora shoko reChingezi marine.

Mitauro yeAfrika

  • Tonga inoti kunga (in front of) kureva kuunganidza. VaMaconde vanoti kukunga (collect, gather together) vachireva kuunganidza.
  • Tonga inoti lwanze kureva gungwa. Mamwe Mazwi: kunga (v. gather) kureva kuungana.

8VaBarawani vanoti tawala (ocean;sea) kureva gungwa.

  • Lozi inoti -kunga (v.t. to gather, to collect, to muster) kureva kukunga. Kikongo inoti kunga (v. to gather together).
  • Barotse vanoti -kunga (v.t. to gather, to collect, to muster). Mamwe Mazwi - kungile, -kungushula kana kungushuzi
  • Herero inoti oku-vare (n. ocean;sea) kureva gungwa. Mamwe mazwi: omu-vare (n. sheet of water). Hadiyya inoti dambala (n. sea, ocean) kureva gungwa.

Read next

In 231 languages

snаԥсшәаAfrikaansAlemannischአማርኛaragonésÆngliscOboloالعربيةܐܪܡܝܐمصرىঅসমীয়াasturianuKotavaAymar aruazərbaycancaتۆرکجهбашҡортсаBasa BaliBoarischžemaitėškaBikol Centralбеларуская (тарашкевіца)беларускаяBetawiбългарскиभोजपुरीBislamaBanjarပအိုဝ်ႏဘာႏသာႏবাংলাbrezhonegbosanskiбуряадcatalà閩東語 / Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄нохчийнCebuanoChamoruᏣᎳᎩکوردیqırımtatarcačeštinaчӑвашлаCymraegdanskDeutschZazakidolnoserbskiडोटेलीΕλληνικάEnglishEsperantoespañoleestieuskaraestremeñuفارسیsuomivõroNa Vosa VakavitiføroysktfrançaisarpetanNordfriiskfurlanFryskGaeilge贛語kriyòl gwiyannenGàidhliggalegoAvañe'ẽBahasa Hulontaloעבריתहिन्दीFiji HindihrvatskihornjoserbsceKreyòl ayisyenmagyarհայերենinterlinguaBahasa IndonesiaInterlingueIgboIñupiatunIlokanoгӀалгӀайIdoíslenskamedžuslovjanskyitalianoᐃᓄᒃᑎᑐᑦ / inuktitut日本語Patoisla .lojban.JawaქართულიQaraqalpaqshaTaqbaylitJjuKabɩyɛTyapKumoringGĩkũyũқазақшаភាសាខ្មែរಕನ್ನಡ한국어къарачай-малкъарکٲشُرkurdîkernowekкыргызчаLatinaлезгиLingua Franca NovaLimburgsLigureLadinlombardລາວlietuviųlatviešuमगहीमैथिलीBasa BanyumasanмокшеньMalagasyолык марийMāoriMinangkabauмакедонскиമലയാളംмонголဘာသာမန်मराठीкырык марыBahasa MelayuMirandésမြန်မာဘာသာمازِرونیNāhuatlNapulitanoNedersaksiesPlattdüütschनेपालीनेपाल भाषाNederlandsnorsk nynorsknorskisiNdebele seSewulaSesotho sa LeboaDiné bizaadoccitanOromooਪੰਜਾਬੀKapampanganPapiamentupolskiPiemontèisپنجابیپښتوportuguêsRuna Simirumantschromani čhibromânătarandíneрусскийрусиньскыйसंस्कृतम्саха тылаᱥᱟᱱᱛᱟᱲᱤsicilianuScotsسنڌيsrpskohrvatski / српскохрватскиTaclḥitසිංහලSimple EnglishslovenčinaslovenščinaanarâškielâSoomaaligashqipсрпски / srpskiSeelterskSundasvenskaKiswahiliślůnskiதமிழ்తెలుగుтоҷикӣไทยTürkmençeTagalogtolışitoki ponaTürkçeXitsongaтатарча / tatarçachiTumbukaудмуртئۇيغۇرچە / Uyghurcheукраїнськаاردوoʻzbekcha / ўзбекчаvènetovepsän kel’Tiếng ViệtWest-VlamsVolapükwalonWinarayWolof吴语isiXhosaმარგალურიייִדישYorùbáVahcuenghZeêuwsⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ文言閩南語 / Bân-lâm-gí粵語中文isiZulu

Text from Wikipedia, CC BY-SA 4.0 · Source article